1
1.8k GÖRÜNTÜLEME
Devam etmekte - Yeni bölüm Her Perşembe
okuma zamanı
AA Paylaş

My First Girlfriend

Since at my teenage time I wasn't have a girlfriend. when I was at 20, one day I met another girl at Nb films WhatsApp group called Poshia. I started to speak with her on her inbox folder. At first month she was just a friend of mine but the day she send me an audio yoooo Hana yangu yairoverera zvinyoronyoro. So one day I decided to tell her about what I was feeling in my heart.

Ndakamuudza kuti ushamwari hwedu wandikunda Ini, ndinogaro kuterera ma audios ako nguva nenguva, zvino izwi rako rinondibaya pamoyo zvinotapira. ipapo ndakanga ndafunga hangu Kuti angaite zvake musikana wangu sezvo iniwo ndakange ndisina. by that time ndaisaziva chinonzi kupfimba, zvinhu zvaigara zvichindi shungurudza nguva nenguva, asi ndaingoziwa hangu Kuti Rume risinganyepe haripwanyi inda. I took some days ndichifunga Kuti ndingatange nyaya yangu chirudzii.


ndakaudza Poshia Kuti ndine nyaya yangu yandirikuda kukuudza, ndisati ndatanga nyaya yangu akabva afona zvikanzi "taura nyaya yako". ipapo ndakabva ndabatwa nekunyara kusingaite and then I cut off the phone, Mwana akafona futi ndopandakazo muudza mwana Kuti unoziva here Kuti Kumba kwedu tine machine uno painter madomasi kuita red kusvika kumhodzi, ipapo akabva atanga kuseka zvake Ini ndikati haa zviri kuendeka. ndakati zvakare baba vangu vanonzi Commuter sarname Omnibus saka macombie ese akanzi Commuter Omnibus ndeedu, maivee mwana akatadza kudaira nokuseka.


P (Poshia) akabvunza Kuti


P: so what's the point of your story?


semunhu anga ateya mariva ake murutsva handina kuzopeta muswe Kuti vadiki vanditye, ndakabva ndataura nyaya yangu.


me: P, I think I love you.

P: heee?

me: I said, I love you.


mwana akabva ango kata phone. akaita 2 days asinga tauri neni, asi ndaingoziwa hangu Kuti arikutora nguva yake Kuti afungisise nezvazvo. on day 3 akasenda massage yaiiti 'Me too'.


kubva musi uyu ndakanga ndazadzwa nomufaro wakanyanya, ndaisagona kuzvi controller nerudo rwaaindipa paphone, ndaingo funga hangu Kuti nezuva iro randicha sanganidzana naye maziso edu ndichamboita sei?. ndaitora nguva yangu yakanyanya ndiri pafon ndichitaura nemwana, ndakanga ndisingachaziwi kuverenga mabooks angu ereligious studies sezvandaigara kuita mazuva ose. kana kuita mabasa epamba ndakanga ndisichaite kana 1 ndave kungosiya ndichiti amai vachaita since we were two in our family, baba vangu vakashaya ndine 17 years.


momz vakange wakuzviona Kuti ndavane musikana, vakasvikira pakundibvunza.


Mom: Staa (that was my first name in short of Stelo)


me: yes mom

mom: asi vakazowana musikana?

me: why madaro?

mom: sangana nemubvunzo

me: no handina Ini,


ndakatya kuudza futi amai chokwadi nokuda kwekuti ndakanga ndakawapa promise yekuti, I will find a girl at 25yrs.


mom: handisi kukurambidza kuita musikana Ini hanti wakura here mwanangu.


mom munhu aindi disisa zvekuti, chese chandaida waindiitira nokukasika, uye zvandaida kuita waisandi rambidza.



ndaingotyaa zvangu kuva breakesa promise yandakavapa, nokuti ndaiziva Kuti vaizoita strees, cz murume vawo akanga akati tichagarisana kusvika tachembera taona vazukuru vedu, so zvaizodzoka futi mundangariro dzavo Kuti ma promise ese haabatsiri chinhu.

mom vaive vaine dambudziko rekurwadziwa nemoyo vavo, zvekuti wakanyanya kufungisisa vaizoita Bp worwara.

ndakaita mazuwa ndisingapi mom nguwa yekutandara navo ndave kungotaura nemwana. Pee aingochemera Kuti ndiende kunomuona Kumba kwavo kwavaigara Ku Glenora, asi ndaishaya nguva yekuenda kunomuona. Mom wakakwira bus kuenda Ku SA uko kwavaino hodha stuff yavo yokutengesa, ndipo pandakavana mukana wekuti ndiende kunoona mwana wangu. apo yaive Saturday, I was suppose kuenda Ku church, tainamata Ku The African Apostolic Church. but I decided kuenda Ku Glenora.


end of chapter 1.


05 Temmuz 2021 00:37 0 Rapor Yerleştirmek Hikayeyi takip edin
1
Devam edecek... Yeni bölüm Her Perşembe.

Yazarla tanışın

Yorum yap

İleti!
Henüz yorum yok. Bir şeyler söyleyen ilk kişi ol!
~